KwaunobvaDuramazwiMmbunga

Zvinoreva

Mbunga kambuyu kadiki, kanoboora dzinde rechibage chinenge chichikura.

Kuti mbunga kumbundira munhu. Akamumhanyira ndokusvikomuti mbunga.

1

2

Zvakafanana

mbunde

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbungira

Mbungira itsika yokungotambira zvinhu zvinenge zvaitika munhu asingabvunzurudzi pamusoro pazvo.

Verenga

Swipe for the next word