KwaunobvaDuramazwiGgumbakumba

Zvinoreva

Gumbakumba kamuti kanoita mudzi wakazvimba sembambaira pasi. Vanhu kare vaishandisa gumbakumba kudzidzira kunangisa miseve kana tsvimbo.

Gumbakumba iredhiyo huru uye inorira zvinoenda kure kwazvo.

1

2

Zvakafanana

nhindiri

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word