KwaunobvaDuramazwiGgumbata

Duramazwi · chiito

gumbata

embrace

Zvinoreva

Kana munhu akagumbata anenge akapeta maoko ake pachipfuva, sezvinoita apindwa nechando.

1

Kana munhu akagumbata anenge akapeta maoko ake pachipfuva, sezvinoita apindwa nechando.

Kana munhu akagumbata anenge akapeta maoko ake pachipfuva, sezvinoita apindwa nechando.

Kana uchipfupfunyara unenge wakagara, kumira kana kurara wakagumbata maoko ako, zvokuratidza kuti uri kutya kana kutonhorwa.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbatidzo

Gumbatidzo chipuranga chinoiswa pamusuwo, chinotsikwa nevanhu pakupinda nokubuda.

Verenga

Swipe for the next word