KwaunobvaDuramazwiGgumbezi

1

Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.

Kufuka kuisa gumbezi kana jira pamusoro kana kuti pamuviri.

Kuisa chipfeko kana gumbezi pamuviri.

Zvine chekuita

gumbeze

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbi

Gumbi kanzvimbo kanenge kaine ruvara rwako kega pachinhu.

Verenga

Swipe for the next word