KwaunobvaDuramazwiFfirita

Duramazwi · zita

firita

filter

Zvinoreva

Kana ukafirita tonje kana zvimwewo zvirimwa unenge wazvimwaya mushonga wokuuraya tupukanana tunozvidya kana bundo risingadiwi.

Firita kadende kane sefa mukati, kanogamha tsvina mumafuta kuti isapinda muinjini.

1

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

firiwiri

Firiwiri rudzi rwebhasikoro raunokwanisa kutenderedza cheni uchichovhera sure, asi iro rakamira kana kuti richitofamba kuenda mberi.

Verenga

Swipe for the next word