KwaunobvaDuramazwiFfirimu

Zvinoreva

Firimu inyaya inotorwa somufananidzo unozoonekwa sebhaisikopo kana kuti patiivhii.

1

Firimu inyaya inotorwa somufananidzo unozoonekwa sebhaisikopo kana kuti patiivhii.

Vana vadiki havafaniri kuona mafirimu ane nyaya dzechikuru.

Firimu inyaya inotorwa somufananidzo unozoonekwa sebhaisikopo kana kuti patiivhii.

2

Firimu itepu inonjenjemera inoiswa mukati mekamera pamunotora mifananidzo, mushure yozogezwa kuti mubudise mifananidzo pamakadhi.

Firimu dzinogadzirwa kuJapan, dzinobudisa mifananidzo yakanaka chaizvo.

Zvakafanana

dzangaradzimu

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word