KwaunobvaDuramazwiCchevakuru

Duramazwi · zita

chevakuru

Zvinoreva

Chevakuru ibutiro rine mvura rinochengetedzwa mwana paanenge achiri mudumbu.

1

Chevakuru ibutiro rine mvura rinochengetedzwa mwana paanenge achiri mudumbu.

Chevakuru ibutiro rine mvura rinochengetedzwa mwana paanenge achiri mudumbu.

Mamvura imvura inenge iri muchevakuru mudumbu remunhukadzi anenge aine pamuviri.

Kuputsika kuputika kwechevakuru chichiburitsa mvura, kuratidza kuti nguva yemwana yekuti achibuda yakwana.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

cheverwa

mudhorobha unotsikwa nemotokari.

Verenga

Swipe for the next word