Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chinhu chinovhara nokutakurirwa mukati macho.
1

Butiro imari inobviswa nomurume somuripo kana akange abatwa nemhosva yokurara nomudzimai womumwe.
Butiro ndechese chinoshandiswa kuvhara kana kufukidza chinhu.
Butiro kasaga munenge makaputirwa mwana paanenge achiri muchibereko chaamai chinozoputika paanozvarwa.
2

3

4
Butiro kakanda katetetete kanowanikwa mukati mezai.
5
Butiro imari inobviswa nomurume somuripo kana akange abatwa nemhosva yokurara nomudzimai womumwe.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03butsa
Kibutsa kudonhedza riva ranga rakateyiwa.
VerengaSwipe for the next word