KwaunobvaDuramazwiBbutepute

Duramazwi · zita

butepute

Zvinoreva

Butepute mucheka kana chimwewo chinhu chisina kupetwa.

Butepute kufemba fodya yomunhino munhu asingazvipi mukana wekuzorora, achingoti akapedza iyi otanga imwe.

1

Butepute inhumbi inenge isina kupfinyirwa mubhurukwa zvakanaka.

2

3

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

buti

Buti itsanga imwe chete yemaputi.

Verenga

Swipe for the next word