Duramazwi · zita
mudhomboti
Zvinoreva
Bute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno, asi iyo yakasiyana neyomudhombo pakuti haiiswi soda uye yakatetepa.
1
Bute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno, asi iyo yakasiyana neyomudhombo pakuti haiiswi soda uye yakatetepa.
Ichi chinhu chinenge hwowa chinopfumbuka zvinhu zvinenge bute kana chaoma.
Bute zvinhu zvinenge zviri kubhururuka zvakawanda, sehwiza kana nyuchi.
Kutsokoda mashizha efodya kumakuya kuti aburitse bute.
2
Bute zvinhu zvinenge zviri kubhururuka zvakawanda, sehwiza kana nyuchi.
Zvakafanana
mudhomboti
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03butepute
Butepute mucheka kana chimwewo chinhu chisina kupetwa.
VerengaSwipe for the next word