Duramazwi03 / 03buteBute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno, asi iyo yakasiyana neyomudhombo pakuti haiiswi soda uye yakatetepa.Verenga→