KwaunobvaDuramazwiMmanikidzika

Duramazwi

manikidzika

narrow

-batikana

Zvinoreva

Китanikidzika kushaiwa nguva yekuita zvimwe zvinhu.

1

Китanikidzika kushaiwa nguva yekuita zvimwe zvinhu.

Mazuva ano ndakamanikidzika nebasa, zvekuti handisi kuenda kubhawa manheru.

Kuti gakachi kudhonza chinhu chinenge chakamanikidzika, zvichigozha kuti chifambe.

Kana kamhepo kana mweya uchibuda pakamanikidzika, kunonzwika ruzha runoti fe-e.

Zvakafanana

-batikana

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word