Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirandu chidao chevaera mwoyo.
1
Chirandu chidao chevaera mwoyo.
Zanovaviri: (Vanopinda vachiimba zvinoratidza kuti vakadhakwa) Gogogo Chirandu.
Baba Zvauya: Ko maswera sei Chirandu?
Ichi chidawo chevanhu vanoera Moyo Chirandu.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chirangamapenzi
Uyu munhu anorova zvikuru, asingadi zvekuitirwa musara, zvekuti anenge achityityiwa nevaanogarisana navo.
VerengaSwipe for the next word