Duramazwi · zita
chirango
formality · punishable · reprimand · discipline · penalty
Duramazwi · zita
formality · punishable · reprimand · discipline · penalty
Chirango kungoita chinhu kuti ufadze vamwe, kunyange iwe zvisiri muhana mako.
Chirango kungoita chinhu kuti ufadze vamwe, kunyange iwe zvisiri muhana mako.
Ndakadya sadza ravatete zvechirango asi ini ndakanga ndakaguta.
Chirango chehuku chiri mumusongora.
Chirango chaakapiwa nomurairidzi chakamudumbira zvikuru.
Duramazwi
01 / 03chirapamapenzi
Uyu munhu anokwanisa kuranga chero munhu anonetsa, izvo zvinenge zvichitadzwa navazhinji.
VerengaSwipe for the next word