Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirara isango guru riri kure nemisha.
1
Chirara isango guru riri kure nemisha.
Makarekare vakuru vaiti kana vaenda kuchirara votombondovaka misasa vachivhima variko kwezvimazuva.
Chirara isango guru riri kure nemisha.
Ini kana shungu nazvo kunyange ukaita mwedzi chaiwo uchirara uri musofa umo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiraramiso
livelihood
VerengaSwipe for the next word