KwaunobvaDuramazwiFfumha

Duramazwi

fumha

-fumhurudza-funa-funa

Zvinoreva

Kana munhu akafumha mumwe nembama inenge yapfuura nepedyo chaizvo, zvokuti apotswa anonzwa mhepo kufamba.

Kana uchifumha mweya unenge uchiurova kana kuufuridza kuti utenderere panzvimbo.

Kufumha kutenderera nomunda muchinonga-nonga zvakambosaririra pamakambokohwa pekutanga.

1

Kana munhu achifumha anenge achitsvaka chinhu chinenge charasika uye chiri kunetsa kuwana.

2

3

Kupumha.

4

5

Zvakafanana

-fumhurudza · -funa-funa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fumhata

Kana shiri yakakura ikati fumhata inenge yamhara zvinyoro-nyoro yakapapamisa mapapiro ayo.

Verenga

Swipe for the next word