KwaunobvaDuramazwiTtsvaga

Duramazwi · chiito

tsvaga

find; search

-kwasha-penya

Zvinoreva

Kutsvaga kutarisa chinhu chisipo kana chakarasika, kana chimwewo chaunoda.

1

Kutsvaga kutarisa chinhu chisipo kana chakarasika, kana chimwewo chaunoda.

Vana vanoenda kuchikoro kunotsvaga ruzivo.

Mufeyi munhu anotsvaga-tsvaga umboo hwakakwana panyaya inenge iri kunetsa.

Kutsvaga-tsvaga duku-duku ruzivo panyaya yaunogona.

2

Kana munhu achitsvaga basa anenge achifamba achivhunza kana kunyorera matsamba kune vanenge vachikwanisa kupa vanhu mabasa.

Zvakafanana

-kwasha · -penya

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvagiridza

Kutsvagiridza kuedza napose paunogona kuti uwane chinhu chaunoda asi zvakaoma kuti uchiwane.

Verenga

Swipe for the next word