KwaunobvaDuramazwiTtsvagiridza

Duramazwi

tsvagiridza

Zvinoreva

Kutsvagiridza kuedza napose paunogona kuti uwane chinhu chaunoda asi zvakaoma kuti uchiwane.

1

Kana munhu achitsvagiridza chimwe chinhu anenge achida kuwana ruzivo rwakadzama maererano nechinhu ichi.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word