Duramazwi
ronda nyaya
-tevedza nyava-dzingirira nyaya
Duramazwi
Kuronda nyaya kunyatsoitevedza nechinangwa chekuda kuona mafambiro ayakaita.
Kuronda nyaya kunyatsoitevedza nechinangwa chekuda kuona mafambiro ayakaita.
Basa rematikitivha nerekuronda nyaya dzinobata vanotyora mitemo.
-tevedza nyava · -dzingirira nyaya
Duramazwi
01 / 03rondedza
Kurondedza kutevedza zvese zvanga zvisati zvambotariswa nezvazvo.
VerengaSwipe for the next word