KwaunobvaDuramazwiRrondedzero

Duramazwi · zita

rondedzero

chronicle · narrative · essay

Zvinoreva

Rondedzero inyaya yakanyorwa kana kuti inotaurwa, inobudisa mamirire akaita zvinhu.

1

Rondedzero inyaya yakanyorwa kana kuti inotaurwa, inobudisa mamirire akaita zvinhu.

CHIKAMU I: RONDEDZERO Unokurudzirwa kuti upedze awa imwe chete pachikamu chino.

Chinhu chaunofanira kuziva ndechokuti rondedzero dzenyaya dziri pauzhinjiwo zvakare.

Nokudaro nyatsocheredza mashandisiro aunoita zvimiso zvako pakunyora rondedzero yako.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rondera

Kurondera kakuda kudzipwa kanoitwa nomunhu kana ada kuedza kumedza nokukasika zvakaita sembambaira kana zai.

Verenga

Swipe for the next word