Duramazwi
Zvinoreva
Kurondera kakuda kudzipwa kanoitwa nomunhu kana ada kuedza kumedza nokukasika zvakaita sembambaira kana zai.
1

Anenge ashanyirawo mukomana wake kuMarondera uko anogara.
Nyika yedu ino ine dhorobha guru reHarare, kuchiuyawo mamwe madhorobha anoti reBulawayo, Gweru, Mutare, Masvingo, Marondera nemamwewo.
Kurondera kakuda kudzipwa kanoitwa nomunhu kana ada kuedza kumedza nokukasika zvakaita sembambaira kana zai.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rondo
Rondo ivhu rinoshandiswa pakuumba hari kana zvimwewo zvakadaro.
VerengaSwipe for the next word