KwaunobvaDuramazwiRRondedzera

Duramazwi

Rondedzera

recount · relate

-tsanangura-donongora

Zvinoreva

Kurondedzera kutaurira mumwe nyaya semaitikire akaita zvinhu.

1

Kurondedzera kutaurira mumwe nyaya semaitikire akaita zvinhu.

Ndakubvunzawo mama maitikiro akaita nhau yacho vakandirondedzera vachiti ivo pakashaika gogo vanova mai vavo.

Kurondedzera ndizvo zvimwe chete nokutsanangura zvaunoda kuti vanhu vazive.

Nokudaro, kunyatsonzwisisa zviri pamufananidzo uye kugona kurondedzera zviri pauri zvinhu zvakakosha pamhando yerondedzero iyi.

Zvakafanana

-tsanangura · -donongora

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word