Duramazwi · zita
akaundi
account
Duramazwi · zita
account
Chirongwa chokuchengetedza kana kubhadhara mari.
Chirongwa chokuchengetedza kana kubhadhara mari.
Kana wave ne tsambambozha iyi unotarisirwawo kunge uine inonzi password anova mavara aunoshandisa kuvhura akaundi yako yetsambambozha iyi.
Akaundi chikwereti chokubhadhara pamwedzi woga woga mushure mokutenge watotengeserwa mudziyo kana kuti wagadzirirwa midziyo yako.
Ndatenga chitofu ichi nhasi asi ndichatora mwedzi misere ndichibhadhara akaundi yacho.
Kana munhu aine akaundi kubhengi anenge akachengetesa mari yake ikoko achipota achindotora imwe paanenge ava kuida.
Akaundi yangu yokubhengi iri haichina mari.
Duramazwi
01 / 03akaunzi
accounts
VerengaSwipe for the next word