KwaunobvaDuramazwiRromora

Duramazwi

romora

ungrateful

Zvinoreva

Kushora.

1

Kushora.

Kuporomora chinhu kuchidonhedza kubva pachanga chiri chichinowira pasi.

Kukoromora kudonhedza zvinhu zvanga zvakarongwa zvakaita mudurikidzwa.

Kuporomora mhosva kutyora mutemo kana kukanganisira umwe munhu.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

romoromo

Romoromo mavambo ezvinhu zvinenge zvisingazonakiri vanhu mberi.

Verenga

Swipe for the next word