KwaunobvaDuramazwiFferefeta

Duramazwi

ferefeta

investigate

-feya-feya

Zvinoreva

Kuronda nyaya.

1

Kuronda nyaya.

Mapurisa vari kuferefeta nyaya yekuba kwakaitika.

Kana mapurisa achivhukunura nyaya vanenge vachiiferefeta kusvika yabuda pachena.

2

Kuferefeta kukurukura nezvemhaka yakaparwa muri muchivande, muchida kuronda nyakuipara.

3

Kuferefeta kudya kuya kokun'un'una pamusoro chete, sezvinoita bete.

Zvakafanana

-feya-feya

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

ferendende

Ferendende zvinhu zvinofema zvakawanda, zvinenge zviri panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word