KwaunobvaDuramazwiFfera

Duramazwi

fera

-feira

Zvinoreva

Kufera kufuta kana kuti kuzvimba sezvinoita mbambaira muvhu.

1

Kufera kukwenenzvera chivezwa nokuchifenga mukati.

2

Zvine chekuita

-feira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fere

Fere rudzi rweshamba rinoshandiswa kubikisa nhopi.

Verenga

Swipe for the next word