Duramazwi
nuna
fatty
-nunira
Duramazwi
fatty
Kana chinhu chakanuna chinenge chiine mafuta akawanda.
Kana chinhu chakanuna chinenge chiine mafuta akawanda.
Nyama yenguruve yakanuna.
Ndingarega sei kununa ini ndiri parumano.
Chirega kutya kununa, iwe wakasasikwa.
-nunira
Duramazwi
01 / 03nundu
Muchero unodyiwa mutema.
VerengaSwipe for the next word