Duramazwi · zita
nungo
idleness · lazy
Duramazwi · zita
idleness · lazy
Nungo kunzwa kusada kuita basa, usina panorwadza kana chimwe chikonzero.
Nungo kunzwa kusada kuita basa, usina panorwadza kana chimwe chikonzero.
Nungo kunzwa kusada kuita basa, usina panorwadza kana chimwe chikonzero.
Kana munhu achikwebedeka anenge achifamba achiratidza kuneta kana nungo.
Kuti gon'on'o kugara munhu akatonona, achiratidza kuti haana zvekuita kana kuti ane nungo.
Duramazwi
01 / 03nungu
Mhuka yesango ine minzwa mubvunzo (porcupine).
VerengaSwipe for the next word