Duramazwi · zita
Zvinoreva
Paindi mwero wezvinwiwa, kunyanya wedoro kana mukaka.
1
Paindi mwero wezvinwiwa, kunyanya wedoro kana mukaka.
Ndipe paindi yemukaka kwete yedoro.
Paindi idoro risina masese rinotengeserwa mubhotoro diki.
2
Paindi idoro risina masese rinotengeserwa mubhotoro diki.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03paipa
Kana munhu achipaipa anenge achikweva utsi hwefodya nekuhubudisa nemumuromo.
VerengaSwipe for the next word