Duramazwi · zita
chubhu
tube
Duramazwi · zita
tube
Chubhu indande yakaita denderedzwa, ine mwena mukati, inochengeta mweya unopomberwa muvhiri. Vhiri rebhasikoro kana remotokari haribati mweya kana chubhu yakabooka.
Chubhu indande yakaita denderedzwa, ine mwena mukati, inochengeta mweya unopomberwa muvhiri. Vhiri rebhasikoro kana remotokari haribati mweya kana chubhu yakabooka.
Chubhu isina mweya inorumira pamatombo nerimhu.
Rimu isimbi yevhiri yakaita dendenedzwa, inobata chubhu netaira zvakaiswa nechokunze kwayo.
Kuti bvorototo kupera mweya kunoita chubhu yevhiri kana yebhora.
Duramazwi
01 / 03chubvi
Kuti chubvi kunyika nhumbi dzokuwacha mumvura. Nhumbi dzangu dzakanzi chubvi mumvura ndikasara ndisisina chokupfeka.
VerengaSwipe for the next word