KwaunobvaDuramazwiCchu-u

Duramazwi

chu-u

Zvinoreva

chu kurohwa neshamhu yakatetepera mberi kwayo zvichinzikwa kurira. Mudzidzisi akanditi chu neshamhu mumakumbo ndanonoka kuuya kuchikoro.

Kuti chu-u kukava bhora roita zvekukwira mudenga richindowira mugedhi.

1

2

Zvakafanana

tu

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word