KwaunobvaDuramazwiTteka

Duramazwi · zita

teka

-chera

Zvinoreva

Bonongwe.

Kuteka kutora zvinhu kubva mazvinenge zviri uchishandisa chinhu chakaita sekapu kana ndiro. Teka mvura mumugomo uyo undipe.

Kuteka kupepeta sadza mundiro kuitira kuti riurungane senzira yokurikwenenzvera kana munhu asina chibhako.

1

Bonongwe.

Kana munhu achiteka-teka chinhu anenge achichisimudza kuchiendesa pamwe chichirema.

Kuti teka teka kufamba kokutamburira, komunhu akatakura zvinorema mumaoko.

2

Mugoro igaba rakati kurei rinoshandiswa kuteka nokuchengetera mvura yomumba.

3

Zvakafanana

-chera

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teka teka

Kuti teka teka kufamba kokutamburira, komunhu akatakura zvinorema mumaoko.

Verenga

Swipe for the next word