Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiratidzakure chomupanda 10.
Iri isazitasingwi romupanda 10.
1
Ichi chiratidzakure chomupanda 10.
Mombe dziri kubani idzo ndedzani?
Three months dzese idzo mudumbu maTadiwa makatanga kurira apa nekunyenama kwanga kwakaita miss ava aiona pasina chaibuda.
Usapedza mapfumo mukubaya nhema idzo nzou dzichauya.
2
Iri isazitasingwi romupanda 10.
Idzo nvimo dzacho hadzina akazombodzibika.
Usapedza mapfumo mukubaya nhema idzo nzou dzichauya.
Unotarisirwa kunyurura pfungwa huru chete, idzo unoshandisa mukunyora basa rako.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03idzodzi
Ichi chiratidzapedo chokutsinhira chomupanda 10.
VerengaSwipe for the next word