Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chinan'anuri chemipanda 9 ne10 chinoratidza kuti chinhu chiri kutaurwa chacho chakapfuura, kana kuti hachisi kuonekwa asi chinozikanwa nevatauri.
1

Mombe iya yokutungwa kudhibha takazoiuraya.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03iyana
Kuyanana.
VerengaSwipe for the next word