KwaunobvaDuramazwiIiye

Duramazwi

iye

he · him · she

Zvinoreva

Munhu mumwe chete ari kutaurwa nezvake (he/she/it).

Ichi chisazita chinomirira nyakutaurwa kana ari munhu mumwe chete.

1

Munhu mumwe chete ari kutaurwa nezvake (he/she/it).

Iye Tanaka ari kundirambidza kuti ndidanane naBaTakue nekuti iye anovadawo.

Iye zvino madhokotera ainge otoita matests anodhura kuti vazive mushonga wekushandisa.

Akatanga kuzhamba madoctors vakatoshaya kuti chii iye aingoti arikuvaviwa.

2

Ichi chisazita chinomirira nyakutaurwa kana ari munhu mumwe chete.

Pawasvika iye anga achiitei?

Iye Debra semunhu ainge arwadziswa aingozvishingisa achikandawo rough kuti BaTakue haachavade.

Iye zvino ainge ave kunzwa zviri nani nekuti ainge aorora Tadiwa.

Zvakafanana

iyeye

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word