KwaunobvaDuramazwiIitsva

Duramazwi

itsva

new

sharu-Isva

Zvinoreva

Ichi chipauro chemupanda 9 chinoshandiswa kureva zvinhu zvinenge zvichangoburwa uye zvisati zvambopfekwa kana kushanda.

1

Ichi chipauro chemupanda 9 chinoshandiswa kureva zvinhu zvinenge zvichangoburwa uye zvisati zvambopfekwa kana kushanda.

Mashoko ava kufambiswa nechimbichimbi mazuva ano kubudikidza nenzira itsva dzavako.

Kana wotanga ndima itsva unosungirwa kusiya mutsetse usina kunyorwa.

Kukosha kwehama dzedu mumhuri dzatinobva hakufe kwakatsiviwa nenzira itsva dzavako dzekufambisa mashoko.

Zvakasiyana

sharu

Zvine chekuita

-Isva

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word