Duramazwi
nyemudza
-nyebudza-svokodza
Duramazwi
Kunyemudza kutaridza mumwe munhu zvinhu zvaunenge uinazvo kuti ayemure, asi usingamupiwo, iye achizvidawo.

Kubotsa kudya mumwe munhu akatarisa, uchimunyemudza kana kumukaurisa, zvikuru pamusana pokuti aramba kuita chimwe chinhu.
-nyebudza · -svokodza
Duramazwi
01 / 03nyemunyemu
Kuti nyemunyemu kunongedzera munhu chinhu, kunyanya chokudya, wozopedzisira wamunyima.
VerengaSwipe for the next word