KwaunobvaDuramazwiNnyemu

Duramazwi

nyemu

Zvinoreva

Kuti nyemu kuita seunoda kupa munhu chinhu, wozobva woregera, iye achichida.

1

Kuti nyemu kuita seunoda kupa munhu chinhu, wozobva woregera, iye achichida.

Kuti nyemu kuita seunoda kupa munhu chinhu, wozobva woregera, iye achichida.

Kuti nyemunyemu kunongedzera munhu chinhu, kunyanya chokudya, wozopedzisira wamunyima.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyemudza

Kunyemudza kutaridza mumwe munhu zvinhu zvaunenge uinazvo kuti ayemure, asi usingamupiwo, iye achizvidawo.

Verenga

Swipe for the next word