Duramazwi · zita
sekesa
comical
Duramazwi · zita
comical
Kana chinhu chichinzi chinosekesa chinenge chichinakidza vanhu, chichiita kuti vaseke.
Sekesa muchero wakapafamara uye wakareburuka, unooma kana waibva uye unogona kutswiwa wozodyiwa sembwire-mbwire.

Mumwe mukomana akasekesa vanhu padare, paakaramba mwana wake waaiinge akafanana naye zvikuru, achiti inhodzerwa.

Duramazwi
01 / 03sekesera
Kusekesera kuchema kunoita huku inokandira mazai.
VerengaSwipe for the next word