Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achisekera godo anenge achiseka nenzira inenge iri yokuda kusvotesa vaanovengana navo.
1
Kana munhu achisekera godo anenge achiseka nenzira inenge iri yokuda kusvotesa vaanovengana navo.
*Mukadzinyina akasekera godo kuitira kusvotesa maiguru vakanga vasina kupiwa nyama yokubika.*
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sekerera
Kunyemwerera.
VerengaSwipe for the next word