KwaunobvaDuramazwiBbesanwa

Duramazwi · zita

besanwa

bisvi-bisvi

Zvinoreva

Besanwa imhomho yavanhu vanofamba vachienda kwakasiyana panguva imwe.

1

Besanwa imhomho yavanhu vanofamba vachienda kwakasiyana panguva imwe.

Besanwa imhomho yavanhu vanofamba vachienda kwakasiyana panguva imwe.

Mbesanwa zvirimwa zvakasiyana siyana, zvinenge zvichikura. Kana mvura ikanaya, mbesanwa dzinoita kwazvo.

Zvakafanana

bisvi-bisvi

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

besu

Muswe kana nhengo inosarira kumashure.

Verenga

Swipe for the next word