Duramazwi
tereka
gadza-tungidza
Duramazwi
Kutereka kuisa poto kana chimwe chinhu pamoto.
Kutereka kuisa poto kana chimwe chinhu pamoto.
Mukoma wangu akangotetereka nenyika. Hapana anoziva kuti aripi.
Vanhu vazhinji vakatetereka mugomo irori iri.
Kana munhu akatetereka, anenge abva pamusha achingoenda kusina kana waanoziva.
Kutereka kutungidza chimwe chinhu kuti chibve chabatira moto.
gadza · -tungidza
Duramazwi
01 / 03teremu
Kana chinhu chati teremu chinenge chatsudunuka pachanga chakabatira chichibva chatanga kukunguruka.
VerengaSwipe for the next word