Duramazwi · zita
teregiramu
telegram
Duramazwi · zita
telegram
Iyi itsamba inotumirwa netambo dzefoni kuti ikasire kusvika.
Iyi itsamba inotumirwa netambo dzefoni kuti ikasire kusvika.
Iyezvino tinoda kuti utarise teregiramu seimwe yenzira dzechizvino-zvino yokufambisa mashoko.
Teregiramu inzira inoshandiswa kutumira mashoko nekukasira.
Teregiramu yakafanira kushandisa mutauro wakadzikama chose kunyange zvazvo mashoko ainotakura achikosha uye nedzimwe nguva achivhundutsa.
Duramazwi
01 / 03tereka
Kutereka kuisa poto kana chimwe chinhu pamoto.
VerengaSwipe for the next word