Duramazwi
gadza
install
Duramazwi
install
Kunyenga.
Kuti gadza kutsveta pasi zvinyoronyoro chinhu chambenge chakasimudzwa.
Kuisa munhu kana chinhu panzvimbo.
Kunyenga.
Mbuya Takue vakavasimudza kwave kuva gadza pabench ndokuvapa cup yemvura.
Rinoziva zvaro garwe kubata gadza richisiya munhu.

Ndichipedza ndakagadza husavi pastove kwakubva ndabuda ndakumbonocleaner kucottage.

Kugadza kutora chinhu wochiisa pachinogara zvakanaka chisingapunziki.
Kugadza hari kuiisa pamoto kuitira kuti munhu achitanga kubika.
Kugadza mutambo wokupa munhu chinzvimbo chokutonga soushe. Ishe akasarudzwa nevanhu asi hurumende haisati yamugadza.
Kugadza mudzimu kuita bira rinenge riri rokutambira mudzimu kuti wava nehomwe yawo
-kondeka · -gadzika · tereka
Duramazwi
01 / 03gadzakata
Kuti gadzakata kutsveta chinhu nenzira yokuti hachipunzikiri pasi asi.
VerengaSwipe for the next word