Duramazwi
Zvinoreva
Kugadzika kuisa pasi chimwe chinhu kana zvinhu zvaunenge wakabata.
1
Kugadzika kuisa pasi chimwe chinhu kana zvinhu zvaunenge wakabata.
Dai vaive pedyo zvokwadi zvimwe dai vakavagadzika demo chairo.
Asati ambogadzika glass pasi mai vake vanobva vapinda.
Ndichibuda panze ndakabva ndagadzika bhegi pasi pamwe nelunchbox negubhu chejuice kuti ndikwanise kuzviisa mubhegi.
Zvakafanana
-gadza · -tsveta · tereka
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gadzikana
restful
VerengaSwipe for the next word