KwaunobvaDuramazwiPpfuvisa

Duramazwi

pfuvisa

-furusa

Zvinoreva

Kana wapfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina kunyatsoibva, nokusavhara poto kana kuti nokushandisa moto mushoma.

1

Kana wapfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina kunyatsoibva, nokusavhara poto kana kuti nokushandisa moto mushoma.

Uyu munhu anokwanisa kudzikamisa kana kupfuvisa munhu asinganzwi.

Kana chinhu chichipfuvisa vanhu, chinenge chichivatadzisa kufara.

Kana munhu achifoya anenge achitaura kana kuita tunhu twakawanda, twokupfuvisa kana kushungurudza vamwe.

2

Kana chinhu chichipfuvisa vanhu, chinenge chichivatadzisa kufara.

Zvakafanana

-furusa

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfuya

Kana uchipfuya shiri kana mhuka unenge uchidzichengeta kuti dzikubatsire pamukaka, kurima kana kutakura zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word