Duramazwi01 / 03yaruKuti yaru kusvika pazera reumhandara rekutanga kubumba mazamu, kana reujaya rekutanga kukodza izwi.Verenga→
Duramazwi03 / 03yarutsaKuyarutsa kurera mwana kusvika akura, ava kugona kuzvionera ega. Ambuya vangu munhu wandinokudza nekutenda chaizvo, nekuti ndivo vakatiyarutsa isu vazukuru vavo tese tese.Verenga→