KwaunobvaDuramazwiYyanura

Duramazwi

yanura

Zvinoreva

Kana ukayanura nhumbi unenge wadzibvisa padzinenge dzaiswa kuti dziome.

1

Kana ukayanura nhumbi unenge wadzibvisa padzinenge dzaiswa kuti dziome.

Kana ukayanura nhumbi unenge wadzibvisa padzinenge dzaiswa kuti dziome.

Kunyanura kubvisa zvinhu zvakaita setsine padzinenge dzakabaya.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yape

Kuti yape kuyambuka rwizi kwevanhu vakawanda panguva imwe.

Verenga

Swipe for the next word