KwaunobvaDuramazwiKkobvomara

Duramazwi

kobvomara

Zvinoreva

Kana chinhu chakakobvomara chinenge chiine upamhi hwakati kurei, zvichienzaniswa nezvimwe zvinenge zviri muchikwata chawo.

1

Karutanda aka kakakobvomara kudarika zimwe izvi.

Kana chinhu chakakobvomara chinenge chiine upamhi hwakati kurei, zvichienzaniswa nezvimwe zvinenge zviri muchikwata chawo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kobvora

Kukobvora kutora uchiita zvokunokora uchizadza ruoko.

Verenga

Swipe for the next word