KwaunobvaDuramazwiKkobvo kobvo

Duramazwi

kobvo kobvo

Zvinoreva

Kuti kobvo kobvo musindo unonzikwa kana munhu achifamba mumadhaka, kana kuti aine majobho ane mvura.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kobvomara

Kana chinhu chakakobvomara chinenge chiine upamhi hwakati kurei, zvichienzaniswa nezvimwe zvinenge zviri muchikwata chawo.

Verenga

Swipe for the next word